Eksodo 19:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati kuʋanhu: Garai makaɀigadzira nezuʋa retatu; musasweɗera kumukadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Akati kuvanhu, “Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo akati kuvanhu, “Zvigadzirirei nezvezuva rechitatu. Murege kurara navakadzi venyu.” See the chapter |