Eksodo 18:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kana ʋaneshoko ʋanosiʋuya kwandiri; ndinositamba mhaka dziri pakati pomunhu nowokwake, ndiciʋaziʋisa ɀakatemŋa naMŋari nemirairo yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 kana vane shoko vanosiuya kwandiri; ndinositamba mhaka dziri pakati pomunhu nowokwake, ndichivazivisa zvakatemwa naMwari nemirairo yake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kana vanhu vatadzirana, vakauya kwandiri ndinovatonganisa mhosva yavo ndichivaudza mitemo nemirao yaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 kana vanhu vatadzirana, vakauya kwandiri ndinovatonganisa mhosva yavo ndichivaudza mitemo nemirao yaMwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pose pavanouya negakava vanouya kwandiri, uye ini ndotonga pakati pavo uye ndovazivisa mitemo nemirayiro yaMwari.” See the chapter |