Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 18:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Mosesi akati kumukarabga wake: Nokuti ʋanhu ʋanoʋuya kwandiri kuzobvunza Mŋari;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Mozisi akamupindura akati, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzotsvaka kuda kwaMwari.

See the chapter Copy




Eksodo 18:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements