Eksodo 16:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.” See the chapter |