Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 16:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino heri shoko rakarairwa naJehova: Muɀiʋuŋganidzire cinhu ico, mumŋe nomumŋe seɀaanosidya; munhu mumŋe nomumŋe omeri imŋe, muciʋereŋga ʋanhu ʋenyu, mumŋe nomumŋe atorere ʋari mutente rake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino heri shoko rakarairwa naJehovha, ‘Musaunganidzire chinhu icho, mumwe nomumwe sezvaanosidya; munhu mumwe nomumwe omeri imwe, muchiverenga vanhu venyu, mumwe nomumwe atorere vari mutende rake.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino chinzwai zvarehwa naTenzi, ati, ‘Mumwe nomumwe ngaanonge chaanokwana kudya pazuva marita maviri pamunhu zvichienderana nokuwanda kwakaita vanhu vaanavo mutendhe rake.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino chinzwai zvarehwa naTenzi, ati, ‘Mumwe nomumwe ngaanonge chaanokwana kudya pazuva marita maviri pamunhu zvichienderana nokuwanda kwakaita vanhu vaanavo mutendhe rake.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha achiti, ‘Mumwe nomumwe anofanira kuunganidza zvinomukwanira. Utorere munhu mumwe nomumwe waunaye mutende rako omeri rimwe chete.’ ”

See the chapter Copy




Eksodo 16:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements