Eksodo 15:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mʋura yakadzika yakaʋafukidza; Ʋakanyura makadzika sebge. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura makadzika sebwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 mvura zhinji ikavanyudza vakanyura pasi pasi kuti vido sebwe! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mvura yakadzika yakavafukidza; vakanyura kwakadzika sedombo. See the chapter |