Eksodo 12:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Mutorwa kana muranda unoripirwa ŋgaarege kuidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 asi mueni uye nomunhu anoshandira mari haafaniri kuidya. See the chapter |