Eksodo 1:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ʋanhu aʋa, ʋana ʋaIsraeri, ʋanotipfuʋura isu pakuwanda nesimba; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana vaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akati kuvanhu vake, “Tarirai, vaIsraeri vanyanya kuwanda kwazvo. See the chapter |