Eksodo 1:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mambo weEgipita akaɗana madzimbuya, akati kwaʋari: Makaitireiko iɀoɀo, mukarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo mambo weIjipiti akadana vananyamukuta akavabvunza achiti, “Seiko maita izvi? Seiko marega vana vechikomana vari vapenyu?” See the chapter |