Online Bible

- Advertisements -

Danieri 9:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Naiɀoɀo Jehova wakarindira ɀakaipa, akaɀiʋuyisa pamsoro peɗu; nokuti Jehova Mŋari weɗu wakarurama pamaɓasa ake ose aanoita, asi isu hatina‐kuterera inzwi rake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Naizvozvo Jehovha akarindira zvakaipa, akazviuyisa pamusoro pedu; nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pamabasa ake ose aanoita, asi isu hatina kuteerera izwi rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Naizvozvo Tenzi akatichengetera jambwa ndokuriita kuti ritiwire nokuti Tenzi, Mwari wedu akarurama mumabasa ake ose aakaita asi isu hatina kuteerera izwi rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Naizvozvo Tenzi akatichengetera jambwa ndokuriita kuti ritiwire nokuti Tenzi, Mwari wedu akarurama mumabasa ake ose aakaita asi isu hatina kuteerera izwi rake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Jehovha haana kunonoka kuuyisa njodzi pamusoro pedu, nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pazvinhu zvose zvaanoita; asi hatina kumuteerera.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

14 Naizvozvo Jehovha akarindira zvakaipa, akazviuyisa pamusoro pedu; nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pamabasa ake ose aanoita, asi isu hatina kuteerera izwi rake.

See the chapter Copy

Danieri 9:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements