Danieri 9:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Seɀaɀakanyorwa pamurairo waMosesi, ɀakaipa iɀi ɀose ɀakatiwira; kunyaŋge ɀakaɗaro hatina‐kukumbira tsitsi kunaJehova Mŋari weɗu, kuti titsauke paɀakaipa ɀeɗu nokuŋgwarira ɀokwaɗi yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Sezvazvakanyorwa pamurayiro waMosesi, zvakaipa izvi zvose zvakatiwira; kunyange zvakadaro hatina kukumbira tsitsi kuna Jehovha Mwari wedu, kuti titsauke pazvakaipa zvedu nokungwarira chokwadi chenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jambwa irori rakatiwira sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi. Asi isu hatina kukutetai imi Tenzi, Mwari wedu tichipinduka kuuipi hwedu nokugamuchira chokwadi chenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jambwa irori rakatiwira sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi. Asi isu hatina kukutetai imi Tenzi, Mwari wedu tichipinduka kuuipi hwedu nokugamuchira chokwadi chenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, njodzi iyi yose yakawira pamusoro pedu, kunyange zvakadaro hatina kutsvaka nyasha dzaJehovha Mwari wedu nokutendeuka kubva pazvivi zvedu tichiteerera chokwadi chenyu. See the chapterShona BIBLE13 Sezvazvakanyorwa pamurairo waMosesi, zvakaipa izvi zvose zvakatiwira; kunyangwe zvakadaro hatina kukumbira tsitsi kuna Jehovha Mwari wedu, kuti titsauke pazvakaipa zvedu nokungwarira chokwadi chenyu. See the chapter |