Danieri 8:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ikaȿika pagondobge, raiʋa nenyaŋga mbiri, randakaʋona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimiri pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Yakauya yakananga kugondobwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo. See the chapterShona BIBLE6 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. See the chapter |