Online Bible

- Advertisements -

Danieri 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda kubva mugungwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana.

See the chapter Copy

Danieri 7:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements