Online Bible

- Advertisements -

Danieri 7:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Akati: Mhuka yecinna ʋucaʋa ʋushe bgecinna panyika, ʋucasiyana noʋumŋe ʋushe bgose, ʋucapedza nyika yose, nokuʋupxanya nokuʋuputsanya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Iye akati, “Zvinoreva chikara chechina ndezvokuti, kuchauya umambo hwechina panyika huchange hwakasiyana nohumwe humambo hwose. Huchazhanya pasi pose zvapo huchipatsokodzera nokuhupwanya-pwanya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Akandipa tsananguro iyi achiti, ‘Mhuka yechina ndiyo umambo hwechina huchaonekwa panyika. Huchasiyana nohumwe umambo uye huchaparadza nyika yose, huchiitsika-tsika huchiiparadza.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

23 “Akati, ‘Mhuka yechina uchava ushe hwechina panyika, uchasiyana noumwe ushe hwose, uchapedza nyika yose, nokuupwanya nokuuputsanya.

See the chapter Copy

Danieri 7:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements