Online Bible

- Advertisements -

Danieri 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo ndakaɗa kuziʋa kuɗudzirwa kwaɀokwaɗi kwemhuka yecinna, yakaŋga yakasiyana nedzimŋe dzose, yakaŋga icityisa ɀikuru, yakaŋga inameso oʋutare, nzara dzayo dziri dzendarira; iyo, yakaŋga yapedza, nokuputsanya, nokupxanya ɀakasara netsoka dzayo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 “Ipapo ndakada kuziva kududzirwa kwachokwadi kwemhuka yechina, yakanga yakasiyana nedzimwe dzose, yakanga ichityisa zvikuru, yakanga ina meso outare, nzara dzayo dziri dzendarira; iyo, yakanga yapedza, nokuputsanya, nokupwanya zvakasara netsoka dzayo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 “Ini ndipo pandakada kuziva chaizvoizvo zvaireva chikara chechina chiya chakanga chakasiyana nezvimwe zvose chaityisa kwazvo, chaiva namazino esimbi nenzara dzendarira, chaibvambura chichityoranisa chichitsokodzera netsoka dzacho zvainge zvasara

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “Ipapo ndakada kuziva chokwadi chezvinoreva mhuka yechina, yakanga yakasiyana nedzimwe dzose uye yaityisa kwazvo, namazino ayo esimbi nenzara dzendarira, mhuka yakapwanya ikadya nyama uye ikatsika-tsika namakumbo ayo zvose zvakanga zvasara.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

19 “Ipapo ndakada kuziva kududzirwa kwachokwadi kwemhuka yechina, yakanga yakasiyana nedzimwe dzose, yakanga ichityisa zvikuru, yakanga ina meso outare, nzara dzayo dziri dzendarira; iyo, yakanga yapedza, nokuputsanya, nokupwanya zvakasara netsoka dzayo;

See the chapter Copy

Danieri 7:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements