Danieri 12:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati: Cienda hako, iwe Danieri; nokuti mashoko awa akaʋanzwa nokunamirwa necisimbiso kuȿikira paŋguʋa yokupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akapindura akati, “Chienda hako, Dhanieri, nokuti mashoko aya akavharwa nokunamwa kusvikira panguva yokupedzisira. See the chapterShona BIBLE9 “Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’ See the chapter |