Online Bible

- Advertisements -




Danieri 10:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndakaŋga ndisiŋgadyi ɀokudya ɀinozipa, kunyaŋge nenyama newaini haɀina‐kupinda mumuromo maŋgu, ʋuye handina‐kutoŋgozora mafuta kuȿikira viki nhatu dzose dzapera.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyangwe nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.

See the chapter Copy




Danieri 10:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements