Online Bible

- Advertisements -




2 Timoti 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Hakunomunhu unorwa papfumo unoɀipiŋganidza namaɓasa oʋupenyu bguno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa ohupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo.

See the chapter Copy




2 Timoti 2:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements