Online Bible

- Advertisements -

1 Timoti 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Saiɀoɀo ʋo, kuti ʋakadzi ʋashoŋge ŋguʋo dzakafanira, ʋanokunyara nokuɀidzora; ʋasaʋa nevudzi rakarukwa, nendarama, kana maparera, kana ŋguʋo dzinodya mari zhinji;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Saizvozvowo, kuti vakadzi vashonge nguo dzakafanira, vanokunyara nokuzvidzora; vasava nevhudzi rakarukwa, nendarama, kana mapera, kana nguo dzinodya mari zhinji;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 uye kuti vakadzi vazvishongedze zvine mwero zvino hunhu vaine hanzu dzine chimiro vasingagadziri vhudzi ravo zvokunanisira kana kurishongedza nendarama kana namatombo anokosha amapera kana hanzu dzinodhura

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 uye kuti vakadzi vazvishongedze zvine mwero zvino hunhu vaine hanzu dzine chimiro vasingagadziri vhudzi ravo zvokunanisira kana kurishongedza nendarama kana namatombo anokosha amapera kana hanzu dzinodhura

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji,

See the chapter Copy

1 Timoti 2:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements