Zekaria 9:1 - Shona BIBLE1 Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasikosi ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro penyika yeHadraki, ʋuye paDamasko ndi’po paricagara; nokuti ziso raJehova rinotarira ʋanhu nendudzi dzose dzaIsraeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasiko ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hechinoi chirevo. Shoko raTENZI rakanangana nenyika yeHadhiraki uye richasvikawo kuDhamasikusi nokuti maziso avanhu anototarisira kuna TENZI sezvinongoitawo madzinza ose eIsiraeri See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Hechinoi chirevo. Shoko raTENZI rakanangana nenyika yeHadhiraki uye richasvikawo kuDhamasikusi nokuti maziso avanhu anototarisira kuna TENZI sezvinongoitawo madzinza ose eIsiraeri See the chapter |