Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 8:12 - Shona BIBLE

12 Nokuti mbeu yorugare ichavapo; muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvayo, denga richabudisa dova raro; vanhu ava vakasara ndichavagarisa nhaka yezvinhu izvi zvose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti mbeu yorugare icaʋa’po; muzambiriŋga ucaɓereka ɀiɓereko ɀawo, nyika icaɓereka ɀayo, ɗeŋga ricaɓuɗisa ɗoʋa raro; ʋanhu aʋa ʋakasara ndicaʋagarisa nhaka yeɀinhu iɀi ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti mbeu yorugare ichavapo; mudzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvayo, denga richabudisa dova raro; vanhu ava vakasara ndichavagarisa nhaka yezvinhu izvi zvose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 nokuti kuchadyarwa rugare, mugirepisi uchabereka muchero wawo ivhu richipa zvinobva mariri, matenga achadonhesawo dova rawo. Ini ndichaita kuti zvose izvozvo zvive zvevechitsama chakasara chavanhu ava.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 nokuti kuchadyarwa rugare, mugirepisi uchabereka muchero wawo ivhu richipa zvinobva mariri, matenga achadonhesawo dova rawo. Ini ndichaita kuti zvose izvozvo zvive zvevechitsama chakasara chavanhu ava.

See the chapter Copy

Zekaria 8:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements