Zekaria 8:10 - Shona BIBLE10 Nokuti mazuva iwayo asati asvika, kwakanga kusino mubairo womunhu kana mubairo wezvipfuwo; kwakanga kusino rugare kuno aibuda kana kune aipinda, nemhaka yomudzivisi, nokuti ndairwisanisa vanhu vose mumwe nomumwe nowokwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti mazuʋa iwayo asati aȿika, kwakaŋga kusinomuɓairo womunhu kana muɓairo weɀipfuwo; kwakaŋga kusinorugare kunowaiɓuɗa kana kunowaipinda, nemhaka yomudziʋisi; nokuti ndairwisanisa ʋanhu ʋose mumŋe nomumŋe nowokwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti mazuva iwayo asati asvika, kwakanga kusino mubayiro womunhu kana mubayiro wezvipfuwo; kwakanga kusino rugare kunoaibuda kana kune aipinda, nemhaka yomudzivisi, nokuti ndairwisanisa vanhu vose mumwe nomumwe nowokwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinodaro nokuti mazuva iwayo asati asvika kwakanga kusina chaitambiriswa munhu kana chaitambirisirwa chipfuwo. Kunyange mukufamba makanga musina kuchengetedzeka kwakanaka kumuvengi nokuti ndakanga ndaita kuti vanhu vavengane. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinodaro nokuti mazuva iwayo asati asvika kwakanga kusina chaitambiriswa munhu kana chaitambirisirwa chipfuwo. Kunyange mukufamba makanga musina kuchengetedzeka kwakanaka kumuvengi nokuti ndakanga ndaita kuti vanhu vavengane. See the chapter |