Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 6:7 - Shona BIBLE

7 Ane simba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote–pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote–pote nenyika yose.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Anesimba akaɓuɗa ʋo, akatȿaka kuenda kuti apote‐pote nenyika yose; akati: Ibvai pano, mupote‐pote nenyika yose. Ipapo akapota‐pota nenyika yose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Anesimba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote-pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote-pote nenyika yose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika.

See the chapter Copy

Zekaria 6:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements