Zekaria 4:4 - Shona BIBLE4 Ndikapindura ndikataura nomutumwa akanga achitaurirana neni, ndichiti, “Izvi zviiko, ishe wangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndikapindura ndikataura nomutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, ndiciti: Iɀi ɀinyiko, ishe waŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndikapindura ndikataura nomutumwa akanga achitaurirana neni, ndichiti, “Izvi zvinyiko, ishe wangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?” See the chapter |