Zekaria 3:4 - Shona BIBLE4 Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, “Bvisai nguo dzake dzine tsvina.” Akati kwaari, “Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akapindura, akataura naʋakaŋga ʋamire pamberi pake, aciti: Bvisai ŋguʋo dzake dzinetȿina. Akati kwaari: Tarira, ndakabvisa ɀakaipa ɀako, ndicakupfekedza ŋguʋo dzomutambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akapindura, akataura navakanga vamire pamberi pake, achiti, “Bvisai nguo dzake dzine tsvina.” Akati kwaari, “Tarira, ndakabvisa zvakaipa zvako, ndichakupfekedza nguo dzomutambo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mutumwa uya akataura kuna vaiva vakamira pamberi pake achiti, “Mupfekenurei hanzu dzine tsvina idzi.” Akatiwo kuna Joshuwa, “Tarira uone, ndakubvisa uipi hwako uye ndava kukushongedza hanzu yemandiriri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mutumwa uya akataura kuna vaiva vakamira pamberi pake achiti, “Mupfekenurei hanzu dzine tsvina idzi.” Akatiwo kuna Joshuwa, “Tarira uone, ndakubvisa uipi hwako uye ndava kukushongedza hanzu yemandiriri.” See the chapter |