Online Bible

- Advertisements -

Zekaria 2:5 - Shona BIBLE

5 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndichava kwariri sorusvingo rwomoto rwakapoteredza, ini ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti ɀanzi naJehova: Ini ndicaʋa kwariri soruȿiŋgo rwomŋoto rwakapoteredza, ini ndicaʋa kubginya kwaro mukati maro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndichava kwariri sorusvingo rwomoto rwakapoteredza, ini ndichava kubwinya kwaro mukati maro.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvichavapo ndezvokuti ini ndichava kwairi rusvingo rwomoto kuitenderera, ndizvo zviri kutaura TENZI, uye ini ndichava mbiri mairi.”

See the chapter Copy

Zekaria 2:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements