Online Bible

- Advertisements -




Zekaria 14:7 - Shona BIBLE

7 Asi richava zuva rimwe rinozikanwa naJehovha, hapangavi namasikati kana usiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi ricaʋa zuʋa rimŋe rinozikanwa naJehova, hapaŋgaʋi namasikati kana ʋusiku, asi neŋguʋa yamaɗekwana ciedza cicaʋa’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi richava zuva rimwe rinozikanwa naJehovha, hapangavi namasikati kana husiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 richange riri zuva riri roga, risina zvokuti masikati kana kuti usiku. Izvi zvinozivikanwa naTENZI. Kana kwasvika nguva yamanheru kunenge kune chiedza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 richange riri zuva riri roga, risina zvokuti masikati kana kuti usiku. Izvi zvinozivikanwa naTENZI. Kana kwasvika nguva yamanheru kunenge kune chiedza.

See the chapter Copy




Zekaria 14:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements