Zekaria 11:8 - Shona BIBLE8 Ndikaparadza vafudzi vatatu nomwedzi mumwe, nokuti mweya wangu wakanga waneta navo, nemweya yavo yakandisemawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikaparadza ʋafudzi ʋatatu nomŋedzi mumŋe, nokuti mŋeya waŋgu wakaŋga waneta naʋo, nemŋeya yaʋo yakandisema ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndikaparadza vafudzi vatatu nomwedzi mumwe, nokuti mweya wangu wakanga waneta navo, nemweya yavo yakandisemawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni. See the chapter |