Zekaria 11:7 - Shona BIBLE7 Saka ini ndakafudza makwai aizourayiwa, zvirokwazvo aiva makwai aizourayiwa, zvirokwazvo aiva makwai anonzwisa urombo. Ndikatora tsvimbo mbiri, imwe ndikaitumidza zita rinonzi, “Kunaka,” imwe ndikaitumidza zita rinonzi “Zvisungo;” ndikafudza makwai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Saka ini ndakafudza makwai aizoʋurawa, ɀirokwaɀo aiʋa makwai anonzwisa ʋurombo. Ndikatora tȿimbo mbiri, imŋe ndikaitumidza zita rinonzi Kunaka, imŋe ndikaitumidza zita rinonzi Ɀisuŋgo; ndikafudza makwai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Saka ini ndakafudza makwai aizourawa, zvirokwazvo aiva makwai aizourawa, zvirokwazvo aiva makwai anonzwisa urombo. Ndikatora tsvimbo mbiri, imwe ndikaitumidza zita rinonzi, “Kunaka,” imwe ndikaitumidza zita rinonzi “Zvisungo;” ndikafudza makwai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saizvozvowo ini ndakabva ndava mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa navanoita mhindu dzokutengeserana makwai. Ipapo ndakatora tsvimbo mbiri, imwe ndakaitumidza zita rokuti, “Nyasha.” Imwewo ndikaipa zita rokuti, “Kuwirirana.” Ndakafudza hwai dzacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saizvozvowo ini ndakabva ndava mufudzi wedanga rezvipfuwo zvakatemerwa kuuraiwa navanoita mhindu dzokutengeserana makwai. Ipapo ndakatora tsvimbo mbiri, imwe ndakaitumidza zita rokuti, “Nyasha.” Imwewo ndikaipa zita rokuti, “Kuwirirana.” Ndakafudza hwai dzacho. See the chapter |