Zekaria 1:9 - Shona BIBLE9 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zviiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ndikati: Nhai, ishe waŋgu, ɀinyiko iɀi? Mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni akati kwandiri: Ndicakuratidza kuti iɀi ɀinyi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ See the chapter |