Online Bible

- Advertisements -




Ʋatoŋgi 2:4 - Shona BIBLE

4 Zvino mutumwa waJehovha akati ataura namashoko iwayo kuvana VaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino mutumŋa waJehova wakati ataura mashoko iwayo kuʋana ʋaIsraeri ʋose, ʋanhu ʋose ʋakacema kwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino mutumwa waJehovha wakati ataura namashoko iwayo kuvana vaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema.

See the chapter Copy




Ʋatoŋgi 2:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements