ƲaRoma 9:3 - Shona BIBLE3 Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu akatukwa, akaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ndaiɗa kuti ini ndimene ndiʋe munhu wakatukwa, wakaparadzaniswa naKristu nokuɗa kwehama dzaŋgu, iʋo ʋorudzi rwaŋgu panyama; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu akatukwa, akaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi. See the chapter |