ƲaRoma 4:9 - Shona BIBLE9 Zvino kuropafadzwa uku ndokwavakadzingiswa, kana kwavasina kudzingiswa here? Nokuti tinoti, kuna Abhurahamu, “Kutenda kwake kwakanzi ndiko kururama.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kuropafadzwa uku ndokwaʋakadziŋgiswa, kana kwaʋasina‐kudziŋgiswa here? Nokuti tinoti, kunaAbrahama kutenda kwake kwakanzi ndiko kururama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuropafadzwa uku ndokwavakadzingiswa, kana kwavasinakudzingiswa here? Nokuti tinoti, kuna Abhurahamu, “Kutenda kwake kwakanzi ndiko kururama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chikomborero ichi chinonzi ndechavakadzingiswa chete here kana kuti ndechavasina kudzingiswawo? Tamboti chitendero chaAbhurahamu chakaita kuti anzi akarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chikomborero ichi chinonzi ndechavakadzingiswa chete here kana kuti ndechavasina kudzingiswawo? Tamboti chitendero chaAbhurahamu chakaita kuti anzi akarurama. See the chapter |