ƲaRoma 4:2 - Shona BIBLE2 Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ɗai Abrahama akaruramiswa namaɓasa ake, uŋgaɗai anecinhu caaŋgaɀirumbidza naco; asi haana pamberi paMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. See the chapter |