Online Bible

- Advertisements -

ƲaRoma 2:3 - Shona BIBLE

3 Iwe munhu, unotonga vamwe vanoita zvinhu zvakadai, iwe uchizviitawo, ko unoti ungatiza kutonga kwaMwari here?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Iwe munhu, unotoŋga ʋamŋe ʋanoita ɀinhu ɀakaɗai, iwe uciɀiita ʋo, ko unoti uŋgatiza kutoŋga kwaMŋari here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Iwe munhu, unotonga vamwe vanoita zvinhu zvakadai, iwe uchizviitawo, ko unoti ungatiza kutonga kwaMwari here?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nhaiwe, munhuwo zvako kudai, unofunga here kuti uchapunyuka kutongerwa mhosva naMwari kana iwe uchitongera vamwe mhosva vanoita zvakadaro asi iwe pachako uchizviitawo?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Nhaiwe, munhuwo zvako kudai, unofunga here kuti uchapunyuka kutongerwa mhosva naMwari kana iwe uchitongera vamwe mhosva vanoita zvakadaro asi iwe pachako uchizviitawo?

See the chapter Copy

ƲaRoma 2:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements