ƲaRoma 2:2 - Shona BIBLE2 Tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwazvokwadi kunovanoita zvinhu zvakadai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tinoziʋa kuti kutoŋga kwaMŋari ndokwaɀokwaɗi kunaʋanoita ɀinhu ɀakaɗai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwazvokwadi kunovanoita zvinhu zvakadai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero. See the chapter |