ƲaRoma 2:1 - Shona BIBLE1 Saka hauna pembedzo iwe munhu, upi noupi, unotonga vamwe; nokuti pachinhu icho chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe, unotonga, unoita zvinhu izvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Saka haunepembedzo iwe munhu, upi noupi, unotoŋga ʋamŋe; nokuti pacinhu ico caunotoŋga mumŋe naco, unoɀipa mhoȿa iwe, nokuti iwe, unotoŋga, unoita ɀinhu iɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Saka hauna pembedzo iwe munhu, upi noupi, unotonga vamwe; nokuti pachinhu icho chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe, unotonga, unoita zvinhu izvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo iwe munhu hauna chingaite kuti unzi hauna mhosva kunyange uri ani zvako kana uchitongera mumwe mhosva asi iwe uchiita zvimwechetezvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo iwe munhu hauna chingaite kuti unzi hauna mhosva kunyange uri ani zvako kana uchitongera mumwe mhosva asi iwe uchiita zvimwechetezvo. See the chapter |