Online Bible

- Advertisements -

ƲaHeberu 9:4 - Shona BIBLE

4 pakanga pane ndiro yendarama yezvinonhuwira, neareka yesungano, yakanga yakanamwa nhivi dzose nendarama, imomo makanga mune hari yendarama, yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakadeya kutungira, namahwendefa esungano;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 pakaŋga panendiro yendarama yeɀinonhuwira, neareka yesuŋgano, yakaŋga yakanamŋa nhiʋi dzose nendarama, imomo makaŋga munehari yendarama, yakaŋga inemana, netȿimbo yaAroni yakaɗeya kutuŋgira, namahwendefa esuŋgano;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 pakanga pane ndiro yendarama yezvinonhuwira, neareka yesungano, yakanga yakanamwa nhivi dzose nendarama, imomo makanga mune hari yendarama, yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakadeya kutungira, namahwendefa esungano;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 yaiva neAtari yorusenzi yendarama, nebhokisi rechitenderano rakanamirwa nendarama. Maivawo nomudziyo wendarama wakanga uine Mana; kozouya tsvimbo yaAroni iya yakambotungira mashizha; kozoti mafendefa echitenderano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 yaiva neAtari yorusenzi yendarama, nebhokisi rechitenderano rakanamirwa nendarama. Maivawo nomudziyo wendarama wakanga uine Mana; kozouya tsvimbo yaAroni iya yakambotungira mashizha; kozoti mafendefa echitenderano.

See the chapter Copy

ƲaHeberu 9:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements