Online Bible

- Advertisements -

ƲaHeberu 8:9 - Shona BIBLE

9 Isina kuita sesungano yandakaita namadzibaba avo, Pazuva randakabata ruoko rwavo, kuti ndivabudise munyika yeIjipiti; Nokuti havana kurambira musungano yangu, Neni ndakasava nehanya navo, ndizvo zvinotaura Ishe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Isina‐kuita sesuŋgano yandakaita namadziɓaɓa aʋo, Pazuʋa randakaɓata ruʋoko rwaʋo, kuti ndiʋaɓuɗise munyika yeEgipita; Nokuti haʋana‐kurambira musuŋgano yaŋgu, Neni ndikasaʋa nehanya naʋo, ndiɀo ɀinotaura Ishe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Isina kuita sesungano yandakaita namadzibaba avo, Pazuva randakabata ruoko rwavo, kuti ndivabudise munyika yeIjipiti; Nokuti havana kurambira musungano yangu, Neni ndakasava nehanya navo, ndizvo zvinotaura Ishe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chichange chisina kufanana nechitenderano chiya chandakaita namadzitateguru avo, pazuva randakavabata ruoko ndichivaburitsa munyika yeIjipiti nokuti havana kuenderera mberi nechitenderano changu navo nokudaro handina kuzoita hanya navo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

ƲaHeberu 8:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements