ƲaHeberu 8:4 - Shona BIBLE4 nokuti dai aiva panyika, angadai asina kuva mupristi, nokuti vapristi varipo, vanobayira Mwari zvipo sezvinorehwa nomurairo; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nokuti ɗai aiʋa panyika, uŋgaɗai asina‐kuʋa muprista, nokuti ʋaprista ʋari’po, ʋanoɓayira Mŋari ɀipo seɀinorebga nomurairo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 nokuti dai aiva panyika, angadai asina kuva mupristi, nokuti vapristi varipo, vanobayira Mwari zvipo sezvinorehwa nomurayiro; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo. See the chapter |