Online Bible

- Advertisements -




ƲaHeberu 4:3 - Shona BIBLE

3 Nokuti isu takatenda, tinopinda pazororo irero, sezvaakareva, achiti, “Naizvozvo ndakapika pakutsamwa kwangu, ndikati, ‘Havangapindi muzororo rangu.’ ” Kunyangwe mabasa ake akanga akwaniswa kubva pakuvambwa kwenyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti isu ʋakatenda, tinopinda pazororo irero, seɀaakareʋa, aciti: Naiɀoɀo ndakapika pakutsamŋa kwaŋgu, ndikati: Haʋaŋgapindi muzororo raŋgu; kunyaŋge maɓasa ake akaŋga akwaniswa kubva pakuʋambga kwenyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti isu takatenda, tinopinda pazororo irero, sezvaakareva, achiti, “Naizvozvo ndakapika pakutsamwa kwangu, ndikati, ‘Havangapindi muzororo rangu.’ ” Kunyange mabasa ake akanga akwaniswa kubva pakuvambwa kwenyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Isu takatenda tinopinda muzororo iroro sokureva kwaakaita achiti, “Sokupika kwandakaita, ndakashatirwa, ndichiti havachazombopinda muzororo rangu,” kunyange zvazvo mabasa ake akapera kubvira pakuvamba kwapasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Isu takatenda tinopinda muzororo iroro sokureva kwaakaita achiti, “Sokupika kwandakaita, ndakashatirwa, ndichiti havachazombopinda muzororo rangu,” kunyange zvazvo mabasa ake akapera kubvira pakuvamba kwapasi.

See the chapter Copy




ƲaHeberu 4:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements