ƲaHeberu 4:2 - Shona BIBLE2 Nokuti nesuwo takaparidzirwa Vhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti nesu ʋo takaparidzirwa Evaŋgeri, saiʋo; asi shoko raʋakanzwa, harina‐kuʋaɓatsira, nokuti harina‐kuveŋganiswa nokutenda kwaiʋo ʋakanzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti nesuo takaparidzirwa Vhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwatiri sezvarakaitwa kwavari asi Shoko iri harina zvarakabatsira, nokuti harina kusvikowana chitendero muna ivavo vakarinzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwatiri sezvarakaitwa kwavari asi Shoko iri harina zvarakabatsira, nokuti harina kusvikowana chitendero muna ivavo vakarinzwa. See the chapter |