ƲaHeberu 3:9 - Shona BIBLE9 Pandakaedzwa namadzibaba enyu vachindinetsa, Vakaona mabasa angu makore ana makumi mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, ʋacindinetsa, Ʋakaʋona maɓasa aŋgu makore anamakumi manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Pandakaedzwa namadzibaba enyu vachindinetsa, Vakaona mabasa angu makore ana makumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 madzibaba enyu pavakandiedza, asi ivo vakaona mabasa angu kwamakore makumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 madzibaba enyu pavakandiedza, asi ivo vakaona mabasa angu kwamakore makumi mana. See the chapter |