ƲaEfeso 5:29 - Shona BIBLE29 nokuti hakuna munhu akatongovenga nyama yake; asi anoipa zvokudya nokuichengeta, Kristu sezvaanoitira sangano; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nokuti hakunomunhu wakatoŋgoʋeŋga nyama yake; asi unoipa ɀokudya nokuiceŋgeta, Kristu seɀaanoitira kereke; See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 nokuti hakuna munhu akatongovenga nyama yake; asi anoipa zvokudya nokuichengeta, Kristu sezvaanoitira sangano; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. See the chapter |