ƲaEfeso 5:28 - Shona BIBLE28 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo ʋo ʋarume ʋanofanira kuɗa ʋakadzi ʋaʋo semiʋiri yaʋo. Unoɗa mukadzi wake, unoɀiɗa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake See the chapter |