Online Bible

- Advertisements -




ƲaEfeso 4:10 - Shona BIBLE

10 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro–soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Wakaɓuruka ndiye wakakwira ʋo kumsoro‐soro kweɗeŋga rose, kuti azadzise ɀose).

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose.

See the chapter Copy




ƲaEfeso 4:10

Follow us:

Advertisements


Advertisements