ƲaEfeso 3:20 - Shona BIBLE20 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu, See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge See the chapter |