ƲaEfeso 1:11 - Shona BIBLE11 muna iye, watakaitwawo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokurayira kwaiye, anoita zvose nokufunga kwokuda kwake; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 munaiye, watakaitwa ʋo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokuraira kwaiye, unoita ɀose nokufuŋga kwokuɗa kwake; See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 muna iye, watakaitwawo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokurayira kwaiye, anoita zvose nokufunga kwokuda kwake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake, See the chapter |