Rute 4:7 - Shona BIBLE7 Zvino iyi ndiyo tsika yakanga iripo kare pakati paVaIsiraeri kana vachidzikinura nokutsinhanha, kuti zvose zvisimbiswe. Munhu waibvisa shangu yake, ndokuipa hama yake, ndiwo waiva mutoo wokupupura nawo paVaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino iyi ndiyo tsika yakaŋga iri’po kare pakati paʋaIsraeri kana ʋacidzikinura nokutsinhanha, kuti ɀose ɀisimbiswe: Munhu waibvisa shaŋgu yake, ndokuipa hama yake; ndiwo waiʋa mutoʋo wokupupura nawo paʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino iyi ndiyo tsika yakanga iripo kare pakati pavaIsiraeri kana vachidzikinura nokutsinhanha, kuti zvose zvisimbiswe. Munhu waibvisa shangu yake, ndokuipa hama yake, ndiwo waiva mutoo wokupupura nawo pavaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino kareko muIsiraeri maiva netsika yaiitwa pakununura zvinhu napakutengeserana. Chiratidzo chavaiita chokusimbisa kuti paitwa chibvumirano ndechichi chokuti nyakutengesa aibvisa shangu yake oipa kuna nyakutenga. Ndiko kusimbisa kwaiitwa chibvumirano muIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino kareko muIsiraeri maiva netsika yaiitwa pakununura zvinhu napakutengeserana. Chiratidzo chavaiita chokusimbisa kuti paitwa chibvumirano ndechichi chokuti nyakutengesa aibvisa shangu yake oipa kuna nyakutenga. Ndiko kusimbisa kwaiitwa chibvumirano muIsiraeri. See the chapter |