Rute 3:9 - Shona BIBLE9 Akati, “Ndiwe aniko?” Akapindura akati, “Ndini Rute, murandakadzi wenyu; fukidzai murandakadzi wenyu nenguo yenyu, nokuti muri hama yomumba.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati: Ndiwe aniko? Akapindura, akati: Ndini Rute, murandakadzi wenyu; fukidzai murandakadzi wenyu neŋguʋo yenyu, nokuti muri hama yomumba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akati, “Ndiwe aniko?” Akapindura akati, “Ndini Rute, murandakadzi wenyu; fukidzai murandakadzi wenyu nenguo yenyu, nokuti muri hama yomumba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akati, “Ndiwe ani?” Iye akati, “Ndini Rute muranda wenyu. Regai zvenyu gumbeze renyu rindifukidzewo nokuti ndimi munofanira kundigara nhaka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akati, “Ndiwe ani?” Iye akati, “Ndini Rute muranda wenyu. Regai zvenyu gumbeze renyu rindifukidzewo nokuti ndimi munofanira kundigara nhaka.” See the chapter |